Download Lagu MAI KUVHEYA - HAKUNA ZITA SERA JESU MP3 & MP4
117,392
528
5:54
Your browser does not support the audio element.
MAI KUVHEYA - HAKUNA ZITA SERA JESU
HANYA DI MP3PAW
.NET
SITUS DOWNLOAD LAGU TANPA IKLAN:)
Download (MP3)
Download (MP4)
Enjoy Mai Kvhueya singing the Hymn Hakuna zita sera Jesu
1.HAKUNA zita sera Jesu,
Kana nokudenga,
Hakuna rimwe rakadaro,
Zita raM’ponesi.
Korus:
Tinoda kuimbira Jesu,
Tichimupa mbiri,
Ngekuti hatizivi zita
Rinokunda iri.
2. NdiJesu wakafira vese,
Wakatida kwazvo,
Zvotanga takaraswa zvedu.
Ngezvitadzo zvedu.
3. NdiJesu wakaita nyasha,
Takamukanganwa,
Wakati, “Enda hako mwana,
Usazotadzazve.”
4. NdiJesu wakarapa vanhu,
Akavasimbisa,
NdiJesu wakamutsa vafi
Kune hama dzavo.
5. NdiJesu anoenda nesu
Kwese tinoenda,
NdiJesu anotibatsira
Muupenyu hwedu.
Share to:
Facebook
Twitter
Lagu Terkait
Hakuna Zita
1 tahun yang lalu
-18483358 detik yang lalu
MAI KUVHEYA - WE GLORIFY YOUR HOLY NAME
3 tahun yang lalu
Hakuna Zita sera Jesu | Takesure Zamar Ncube |Tk Zamar
3 tahun yang lalu
Apostle A Bura - Huyai Kwandiri (JCGC)
3 bulan yang lalu
MAI KUVHEYA - NDITARIRE NEKUFARA
3 tahun yang lalu
MAI KUVHEYA - NDOTSVAGA IMI MOGA
3 tahun yang lalu
Rev H Gotora - The Financial Blessing
6 hari yang lalu
Chaplain Phiri - Minamato Ngaipindurwe
3 bulan yang lalu
AFM PRAISE - NDINOSHAMISWA KWAZVO
3 tahun yang lalu
Celestine Donkor ministering Turning Around live in Kenya.
3 tahun yang lalu
Hoyo Mushandiri Washe - Zimpraise Season 12 (Back to God)
2 tahun yang lalu
Overseer Makarichi - Hre West Provincial Conference (April 2022)
2 bulan yang lalu